Hand varikuti akavhiringwa nge covid Now kwasara kuti ngaapihwe mamwe makore coz 2026 akavhiringidzwa ngehondo yeku iran 😂😂😂😂
17/03/2026
masowe yava tsvina ye church pasi ne zanu pf pasi ne 2030 ed must go akuna chinhu chakanaka chinounganidzirwa vanhu kuti vaite mahumbwe soo masowe imbwa dzavanhu
16/03/2026
Kuuraya nyika kusvika vanhu vaitazve Go fund kuti ma road agadxirwe bt munhu ari busy kubhadhara vanhu achidazva 2030😂😂😂
14/03/2026
You must go mukuru mapurazi munawo mombondorima zvakasimba
14/03/2026
Chaanodakupedzisa chii ed must go
13/03/2026
Vanhu varikunwa mvura inetsvina pese pese ma sewage wapedza woti ukuda imwe term no no no taramba ka tatu
12/03/2026
wapedza wonzwarimwe richiti 2030 anonga achipo
09/03/2026
chivhayo asvika mvura yakadira akadzokera mu road bt arikuti pamberi ne 2030 🤣🤣🤣🤣
02/03/2026
Big shout out to my newest top fans! Baba Takunda Munyaradzi Mugovera, Nacson Hungwe, Tapuwa Mkumba
Be the first to know and let us send you an email when Chipinge stories posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.